Poptain ‘s Nguva Yareba Lyrics


Huya kuno, huya kuno, huya kuno
Yardbwoy
Mek dem know T man

Ndibatidzire heator mudiwa kune chando
Ndichangobva kusango ndirikomando
Ndatadza kuona status ka ndapera bundle
Yanga yareba nguva ndisina kumbodya mbuva
Nokuti uri hot hot hot like a heator, like a heator
Mi girlie uri hot hot hot like a heator, like a heator

Yanga yareba nguva
Ndisina ku mbodya mbuva
Mudiwa chindipawo musuva
Urichiedza senge zuva
Yanga yareba nguva
Ndisina ku mbodya mbuva
Mudiwa chindipawo musuva
Urichiedza senge zuva

Your love gonna kill person
My love hoa you di best oo
First cut izi the deepest oo
Nicki minaj pauri ha ati nyo
Wandibira moyo sezvinotwa na Jennifer
Andikudzingue sezvakatiwa lucifer
Vakabvunza kwatakaabva ingoti faar
Takanyoriwa mubhuku sapotifaa
Ndibatidzire heator mudiwa kune chando
Ndichangobva kusango ndirikomando
Ndatadza kuona status ka ndapera bundle
Yanga yareba nguva ndisina kumbodya mbuva
Nokuti uri hot hot hot like a heator, like a heator
Mi girlie uri hot hot hot like a heator, like a heator

Yanga yareba nguva
Ndisina ku mbodya mbuva
Mudiwa chindipawo musuva
Urichiedza senge zuva
Yanga yareba nguva
Ndisina ku mbodya mbuva
Mudiwa chindipawo musuva
Urichiedza senge zuva

Tambira mudhuze dhuze
Runako rwako bwata kuti ndikuchooze
No gyal handikuluze, tione nzeve yako ndibvise funze
Merry go merry go
Henaro hande tione
Baby boo, baby boo
Cherry you, love you
Ndibatidzire heator mudiwa kune chando
Ndichangobva kusango ndirikomando
Ndatadza kuona status ka ndapera bundle
Yanga yareba nguva ndisina kumbodya mbuva
Nokuti uri hot hot hot like a heator, like a heator
Mi girlie uri hot hot hot like a heator, like a heator

Yanga yareba nguva
Ndisina ku mbodya mbuva
Mudiwa chindipawo musuva
Urichiedza senge zuva
Yanga yareba nguva
Ndisina ku mbodya mbuva
Mudiwa chindipawo musuva
Urichiedza senge zuva

Mudiwa uri hot hot hot like a heator, like a heator
Mi baby uri hot hot hot like a heator, like a heator